1 Madzimambo 21:15 BDMCS

15 Jezebheri paakangonzwa chete kuti Nabhoti akanga atakwa namabwe akafa, akati kuna Ahabhu, “Simukai muende mundotora munda wemizambiringa waNabhoti muJezireeri waakaramba kukutengeserai. Haachisiri mupenyu, asi afa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:15 akapoteredza