1 Madzimambo 21:16 BDMCS

16 Ahabhu paakanzwa kuti Nabhoti akanga afa, akasimuka akaenda kundotora munda wemizambiringa waNabhoti.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:16 akapoteredza