1 Madzimambo 22:43 BDMCS

43 Pazvinhu zvose akafamba munzira dzababa vake Asa uye haana kurasika achibva padziri; akaita zvakanga zvakanaka pamberi paJehovha. Zvisinei, nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa, uye vanhu vakaramba vachipa zvibayiro nokupisa zvinonhuwira ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:43 akapoteredza