1 Madzimambo 3:26 BDMCS

26 Mukadzi aiva nomwana mupenyu akanzwira mwanakomana wake tsitsi akati kuna mambo, “Ndapota ishe wangu, mupei zvenyu mwana ari mupenyu! Musamuuraya!”Asi mumwe wacho akati, “Iwe neni hapana ari kuzomuwana. Muchekei napakati!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3

Maonero 1 Madzimambo 3:26 akapoteredza