28 VaIsraeri vose vakati vanzwa matongero akanga aita mambo, vakatya mambo, nokuti vakaona kuti uchenjeri hwaibva kuna Mwari hwaiva maari, kuti atonge zvakarurama.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3
Maonero 1 Madzimambo 3:28 akapoteredza