6 Ahishari aiva mutariri womuzinda wamambo;Adhoniramu, mwanakomana waAbhudha aiva mutariri wechibharo.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 4
Maonero 1 Madzimambo 4:6 akapoteredza