1 Madzimambo 7:37 BDMCS

37 Aya ndiwo magadziriro aakaita tafura gumi. Dzose dzakanga dzakafanana pakuumbwa kwadzo, dzakaenzana pakukura napamaumbirwo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7

Maonero 1 Madzimambo 7:37 akapoteredza