1 Madzimambo 7:38 BDMCS

38 Ipapo akaita madhishi endarira gumi, rimwe nerimwe richipinda mabhati makumi manau uye rakafara makubhiti mana, dhishi rimwe chete richizoiswa patafura imwe neimwe yetafura gumi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7

Maonero 1 Madzimambo 7:38 akapoteredza