1 Makoronike 14:10 BDMCS

10 saka Dhavhidhi akabvunza kuna Mwari akati, “Ndingaenda here kundorwisa vaFiristia? Mungavaisa mumaoko angu here?”Jehovha akapindura akati, “Enda ndichavaisa mumaoko ako.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 14

Maonero 1 Makoronike 14:10 akapoteredza