1 Makoronike 14:11 BDMCS

11 Saka Dhavhidhi navanhu vake vakakwira kuPerazimi uye ikoko akavakunda akati, “Sokupwanya kunoita mvura, Mwari akapwanya vavengi vangu noruoko rwangu.” Saka nzvimbo iyoyo yakatumidzwa kunzi Bhaari Perazimi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 14

Maonero 1 Makoronike 14:11 akapoteredza