1 Makoronike 14:14 BDMCS

14 Saka Dhavhidhi akabvunza Mwari zvakare, uye Mwari akamupindura akati, “Usangonanga ikoko asi vakomberedze wozovarwisa wava pamberi pemiti yemibharisamu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 14

Maonero 1 Makoronike 14:14 akapoteredza