1 Makoronike 14:15 BDMCS

15 Pamunotanga kunzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibharisamu, unofanira kubuda kundorwa, nokuti zvichange zvichireva kuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFiristia.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 14

Maonero 1 Makoronike 14:15 akapoteredza