1 Makoronike 7:2 BDMCS

2 Vanakomana vaTora vaiva: Uzi, Refaya, Jerieri, Jamai, Ibhisami naSamueri, vakuru vedzimba dzavo. Pamazuva okutonga kwaDhavhidhi, zvizvarwa zvaTora zvakaverengwa savarwi munhoroondo yavo zvakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 7

Maonero 1 Makoronike 7:2 akapoteredza