1 Samueri 1:19 BDMCS

19 Mangwanani omusi waitevera vakamuka vakanamata pamberi paJehovha vakadzokera kumusha kwavo kuRama. Erikana akasangana naHana mukadzi wake, Jehovha akamurangarira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:19 akapoteredza