1 Samueri 1:20 BDMCS

20 Naizvozvo nokufamba kwenguva, Hana akabata pamuviri akabereka mwana mukomana. Akamutumidza kuti Samueri, achiti, “Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 1

Maonero 1 Samueri 1:20 akapoteredza