1 Samueri 11:10 BDMCS

10 Vakati kuvaAmoni, “Mangwana tichazvipira kwamuri, uye muchaita kwatiri zvose zvinenge zvakakunakirai.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 11

Maonero 1 Samueri 11:10 akapoteredza