1 Samueri 11:9 BDMCS

9 Vakaudza nhume dzakanga dzauya kuti, “Muti kuvarume veJabheshi Gireadhi, ‘Mangwana kana zuva ropisa muchanunurwa.’ ” Nhume padzakaenda dzikandotaura izvi kuvarume veJabheshi, vakafara kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 11

Maonero 1 Samueri 11:9 akapoteredza