12 “Asi pamakaona kuti Nahashi mambo wavaAmoni akanga achiuya kuzokurwisai, makati kwandiri, ‘Kwete, tinoda kuti tive namambo anotitonga,’ kunyange zvazvo Jehovha Mwari wenyu akanga ari mambo wenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12
Maonero 1 Samueri 12:12 akapoteredza