1 Samueri 12:11 BDMCS

11 Ipapo Jehovha akatuma Jerubhi Bhaari, Bharaki, Jefuta naSamueri, uye akakununurai kubva mumaoko avavengi venyu kumativi ose, mukagara zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:11 akapoteredza