1 Samueri 12:10 BDMCS

10 Vakachema zvikuru kuna Jehovha vachiti, ‘Takatadza; takasiya Jehovha tikashandira vanaBhaari navaAshitoreti. Asi iye zvino tinunurei kubva mumaoko avavengi vedu, tigokushumirai.’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:10 akapoteredza