1 Samueri 12:9 BDMCS

9 “Asi vakakanganwa Jehovha Mwari wavo; naizvozvo akavatengesa kuna Sisera, mutungamiri wehondo yaHazori, uye nokumaoko avaFiristia namambo weMoabhu, uyo akavarwisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:9 akapoteredza