1 Samueri 12:17 BDMCS

17 Haisi nguva yokukohwa gorosi here ino? Ndichadana kuna Jehovha kuti atume kutinhira nemvura. Uye muchaona kuti chinhu chakashata sei chamakaita pamberi paJehovha pamakakumbira kuti mupiwe mambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:17 akapoteredza