18 Ipapo Samueri akadana kuna Jehovha uye, nomusi iwoyo, Jehovha akatuma kutinhira nemvura, nokudaro vanhu vose vakamira vakatya Jehovha naSamueri.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12
Maonero 1 Samueri 12:18 akapoteredza