1 Samueri 12:19 BDMCS

19 Vanhu vose vakati kuna Samueri, “Nyengetererai varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu kuti tirege kufa, nokuti pamusoro pezvimwe zvivi zvedu takawedzera chivi chokukumbira mambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:19 akapoteredza