1 Samueri 12:23 BDMCS

23 Kana ndiri ini, ngazvive kure neni kuti nditadzire Jehovha nokurega kukunyengetererai. Uye ndichakudzidzisai nzira yakanaka uye yakarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:23 akapoteredza