1 Samueri 12:24 BDMCS

24 Asi ityai Jehovha, mumushumire iye nokutendeka, nomwoyo wenyu wose; rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 12

Maonero 1 Samueri 12:24 akapoteredza