1 Samueri 13:13 BDMCS

13 Samueri akati, “Waita zvoupenzi. Hauna kuchengeta murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako; dai wanga wadaro, Jehovha angadai asimbisa umambo hwako pamusoro peIsraeri kwenguva yose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 13

Maonero 1 Samueri 13:13 akapoteredza