1 Samueri 13:14 BDMCS

14 Asi iye zvino umambo hwako hahuchagari; Jehovha azvitsvakira munhu anofadza mwoyo wake, akamugadza kuti ave mutungamiri wavanhu vake, nokuti hauna kuchengeta murayiro waJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 13

Maonero 1 Samueri 13:14 akapoteredza