1 Samueri 14:19 BDMCS

19 Sauro achiri kutaura nomuprista, mhirizhonga yakanyanyisa mumusasa wavaFiristia. Saka Sauro akati kumuprista, “Dzosa ruoko rwako.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:19 akapoteredza