1 Samueri 14:20 BDMCS

20 Ipapo Sauro navanhu vake vose vakaungana vakaenda kundorwa. Vakawana vaFiristia vari mumhirizhonga huru, vachibayana mumwe nomumwe neminondo yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:20 akapoteredza