1 Samueri 14:43 BDMCS

43 Ipapo Sauro akati kuna Jonatani, “Ndiudze zvawaita.” Saka Jonatani akati kwaari, “Ndangoravira uchi ushoma nomuromo wetsvimbo yangu. Zvino ndinofanira kufa here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:43 akapoteredza