1 Samueri 14:44 BDMCS

44 Sauro akati, “Mwari ngaandirove, ngaandirove kwazvo, kana iwe Jonatani ukasafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 14

Maonero 1 Samueri 14:44 akapoteredza