1 Samueri 15:13 BDMCS

13 Samueri akati asvika kwaari, Sauro akati, “Jehovha ngaakuropafadzei! Ndakaita zvandakarayirwa naJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:13 akapoteredza