1 Samueri 15:14 BDMCS

14 Asi Samueri akati, “Ko, zvino kuchema uku kwamakwai munzeve dzangu ndokwei? Kukuma kwemombe kwandinonzwa uku chiiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:14 akapoteredza