16 Samueri akati kuna Sauro, “Mira! Rega ndikutaurire zvandakaudzwa naJehovha nezuro usiku.” Sauro akati, “Ndiudzei.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15
Maonero 1 Samueri 15:16 akapoteredza