22 Ipapo Sauro akatuma shoko kuna Jese, achiti, “Tendera Dhavhidhi kuti andishandire, nokuti ndinofadzwa naye.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16
Maonero 1 Samueri 16:22 akapoteredza