1 Samueri 16:23 BDMCS

23 Mweya waibva kuna Mwari waiti wasvika pamusoro paSauro, Dhavhidhi aibva atora mbira dzake oridza. Ipapo Sauro aibva anzwa kusununguka; onzwa zviri nani uye mweya wakaipa wobva wamusiya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 16

Maonero 1 Samueri 16:23 akapoteredza