1 Samueri 17:12 BDMCS

12 Zvino Dhavhidhi akanga ari mwanakomana womuEfurata ainzi Jese, uyo akanga achibva kuBheterehema reJudha. Jese akanga ana vanakomana vasere, uye pamazuva aSauro akanga ava mutana uye akwegura ava namakore mazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:12 akapoteredza