1 Samueri 17:13 BDMCS

13 Vanakomana vaJese vakuru vatatu vakanga vatevera Sauro kuhondo: Wokutanga akanga ari Eriabhi; wechipiri, Abhinadhabhi; uye wechitatu, Shama.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:13 akapoteredza