1 Samueri 17:2 BDMCS

2 Sauro navaIsraeri vakaungana uye vakadzika musasa mumupata weEra vakatara mutaro wokurwa pavaizosangana navaFiristia.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:2 akapoteredza