1 Samueri 17:35 BDMCS

35 ndaitevera, ndigoiuraya ndigoponesa gwai kubva pamuromo wayo. Yakati ichitendeukira kwandiri, ndakaibata nemvere dzayo, ndikaibaya ndikaiuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:35 akapoteredza