1 Samueri 17:36 BDMCS

36 Muranda wenyu akauraya zvose shumba nebere; muFiristia uyu asina kudzingiswa achafanana nechimwe chazvo, nokuti ashora hondo dzaMwari mupenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:36 akapoteredza