1 Samueri 17:7 BDMCS

7 Rwiriko rwepfumo rake rwakanga rwakaita setsvimbo yomuruki, uye muromo waro wesimbi wakanga uchirema mashekeri mazana matanhatuc. Mutakuri wenhoo yake aifamba ari mberi kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:7 akapoteredza