1 Samueri 17:8 BDMCS

8 Goriati akamira uye akadanidzira kuhondo dzavaIsraeri achiti, “Seiko mabuda kuti muzogadzirira kurwa? Ko, ini handizi muFiristia, uye imi hamuzi varanda vaSauro here? Sarudzai murume mugoita kuti aburuke kuno kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 17

Maonero 1 Samueri 17:8 akapoteredza