1 Samueri 19:15 BDMCS

15 Ipapo Sauro akadzorera vanhu kwakare kuti vandoona Dhavhidhi akataura kwavari akati, “Uyai naye kuno kwandiri ari pamubhedha wake kuti ndigomuuraya.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 19

Maonero 1 Samueri 19:15 akapoteredza