1 Samueri 2:14 BDMCS

14 Aiinyudza mugango, kana muhadyana, kana mugate kana mupoto, ipapo muprista ozvitorera chero zvainge zvabudiswa neforogo. Aya ndiwo mabatiro avaiita nawo vaIsraeri vose vaiuya kuShiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:14 akapoteredza