1 Samueri 2:15 BDMCS

15 Asi, kunyange mafuta asati atsva, muranda womuprista aiuya achiti kumurume aibayira chibayiro, “Ipa muprista nyama yokugocha; haasi kuzogamuchira nyama yakabikwa kubva kwauri, asi mbishi chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:15 akapoteredza