1 Samueri 2:16 BDMCS

16 Kana murume uya aiti kwaari, “Rega mafuta ambotanga atsva uye iwe ugozotora chero zvaunoda,” uye muranda aibva apindura achiti, “Kwete, ndipe kuno zvino; kana ukasandipa ndichaitora nechisimba.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2

Maonero 1 Samueri 2:16 akapoteredza