17 Ichi chivi chamajaya aya chaiva chakakura kwazvo pamberi paJehovha, nokuti vaizvidza chipo chaJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2
Maonero 1 Samueri 2:17 akapoteredza