20 Eri aibva aropafadza Erikana nomukadzi wake achiti, “Jehovha ngaakupe vana nomukadzi uyu kuti vatore nzvimbo youyo waakakumbira uye akamupa kuna Jehovha.” Ipapo vaibva vaenda kumusha kwavo.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 2
Maonero 1 Samueri 2:20 akapoteredza